Songteksten

Ga, ga, Gafa Taivaona vachisasana Vachiri kamukomana nekamusikana Vamwe vaiti, "Vachachaya mapoto" Vamwe vaiti, "Hapana zvichaperera muchoto" Vamwe vaiti, "Hameno, ndezvekwavo ikoko" Nhasi vazounganidza vanhu saka toisa maoko Hayiwa nhasi vabatanidzwa (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Topemberera dhi-dhi-dhi-dhi (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Hona vadadisa vana, vaunganidza hama Zvipo zvizere, Mabhozida avakazunza zvikwama Masahwira ari kunyama, vanhu vonyautsa mukanwa Mifananidzo torai hatidi zvikanganwa Toringisa vaperekedzi, vanonwisa mvura bedzi Kafambiro kacho sengirozi dzatumwa naTenzi Baba hatichada kunzwa kuti mateedza madhirezi Mabatanidzwa muhupenyu, movhura imwe page Chipai kiss vachati, nguva yatasvika ndoo ye-kiss vachati Maunganidza vanhu, pakuda peace vachati Zvekurwisana mumba nikisi vachati, hoyi hoyi Hayiwa nhasi vabatanidzwa (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Topemberera dhi-dhi-dhi-dhi (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Pamusoroi vanababa, ndineshoko rimwe kune vaviri vachata Muchiona mava amai nababa, teedzerai izvi muimba yamavaka Daddy vanoda kudziisirwa mvura, pakudzoka kumba, baba musapfurikidza nguva Wanai nguva yekutandara pazuva Tozvikoshesa murudo dzamara mupinde muguva Saka madzimai, ndipeiwo mhururu uko, ndipeiwo mhururu uko Nemi vanababa isayi miridzo uko, isayi miridzo uko Saka dzokororo ine simba, pakuda kiss vachati Nguva yatasvika ndoo ye-kiss vachati Maunganidza vanhu, pakuda peace vachati Zvekurwisana mumba nikisi vachati, hoyi hoyi Hayiwa nhasi vabatanidzwa (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Topemberera dhi-dhi-dhi-dhi (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Hayiwa nhasi vabatanidzwa (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay) Topemberera dhi-dhi-dhi-dhi (hoo-raay, hoo-raay, hoo-raay)
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out