Credits
PERFORMING ARTISTS
Enzo Ishall
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Enzo Ishall
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Rayo Beats
Producer
Rodney
Mixing Engineer
Songteksten
Brrrr
Akakumisa Tami
Akakumisa Tami, wakanzi easy
Apapa ndepa Chiweda
Nyangwe Chiweda isiri mbada
Anongopadya pauri kuda
Kana ndanyepa ndigere zuda
Undigere zuda
Takuita sei? Takuita so
Ndakukutsvukisa ziso
Ndobva ndakubvisa chiri kumeso
Uri gitare kuno kumacheso
Kukohwa mumunda menyu
Ndicho chironda chandaisa munyu
Zvanga zvakafa ndazvipa upenyu
Handivhunduke mutsindo wedzvinyu
Uchiri kumuda Gamu, Gamu asina maza
Unenge sasikamu unovhunduka ice cream
Tarisa diagram, ndakuchinjisa program
Vachakutsvaga vachakushaya
Pavachafona vachida mujaya
Ari pachemba, ari kuchaya
Makumi gumi edzvene
Huro yadzipwa nembambaira
Amhanya aneta ananaira
Afamba adonha, akambaira
Cheli yanhana akuwala
Kudzi atadzisa nhanha alala
Vanga vachida ma-answer
Ndakavati gumi rava pole dancer
Ndakamudzura ka-ten
Ndakamudzura ka-ly
Asara ari ka-hoe, kabadza
Ndagara ndakamukwadza, kwadza
Zvakamurwadza pandakagona zvavakatadza
Pandakapedza ndakavamedza
Ndakavanyudza, ndikavaudza kuti ndino shungurudza
Tseke, hapa eke mira ndicheke
Haupamuke, hausimuke, haupadzoke, haupepuke
Tseke, musadhomoke handivhunduke
Brrr
Uruda Tami, Tami ane mota
Tanga wabuda mutsoka
Written by: Enzo Ishall

