Muziekvideo

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tinotenda Prays Gavi
Tinotenda Prays Gavi
Songwriter

Songteksten

Ahoye ahoye woye woye Ahoye Tino muridzi wemumhanzi Vaiti kumuka vagoti kuwacha vagoti kusuka vagoti kubika Wadzingwa kuchikoro vainopusha mabhara e sandy udzidze Shuwiro vaida uyite chiremba vaishandira future Vakakutsiura waifunga uriku abuswa nekupusa Mumoyo mavo mune ronda chinokanganwa i demo Pavaimukira kubata jongwe muromo kusatura mafemo Zvino vachembera vochemera Aniko zvauriwe musoro wemba Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Ugova chengeta mama ugova chengetawo Ugova chengeta gogo ugova chengetawo Ugova tenda baba uvachengetewo Ugova tenda sekuru uvachengetewo Wakura wabvezera hauchave mwana Pashoma pauinapo avobetsera vanofara Vakanzi havasisipo nhasi ngozi yacho uchaiwona Vakaku riritira ukure vakadikitira Nhai mwari mwari uchinyengetera Vacha answer prayer kana kwawakabva watondera Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Ugova chengeta mama ugova chengetawo Ugova chengeta gogo ugova chengetawo Ugova tenda baba uvachengetewo Ugova tenda sekuru uvachengetewo Vaiti kumuka vagoti kuwacha vagoti kusuka vagoti kubika Wadzingwa kuchikoro vainopusha mabhara e sandy udzidze Shuwiro vaida uyite chiremba vaishandira future Vakakutsiura waifunga uriku abuswa nekupusa Mumoyo mavo mune ronda chinokanganwa i demo Pavaimukira kubata jongwe muromo kusatura mafemo Zvino vachembera vochemera Aniko zvauriwe musoro wemba Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Vaivavarira Kuti ugova chengetawo Ugova chengeta mama ugova chengetawo Ugova chengeta gogo ugova chengetawo Ugova tenda baba uvachengetewo Ugova tenda sekuru uvachengetewo
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out