Songteksten

Iwe Muchatuta Iwe Muchatuta ka Iwe Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi Nhai Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi? Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu Kuzoti wangu ndewangu, wako ndewedu, wedzinza here? Hona waramba mwana uya waramba, waramba kugarwa nhaka Aiwa waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka, hanzi (Don't follow me, I have a life to live) (Don't follow me mwaramu, I have a life to live) (Don't follow me, I have a life to live) (Don't follow me mwaramu, I have a life to live) Hoo, unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa Unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa (Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana) (Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana) (Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana) (Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana) Waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka (Don't follow me, I have a life to live) (Don't follow me mwaramu, I have a life to live) (Don't follow me, I have a life to live) (Don't follow me mwaramu, I have a life to live) Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu Hunzi wangu ndewangu, wako ndewedu, haa Inga waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out