Songteksten

Halle, Hallelujah Mwari Makanaka Raise your voice everybody say! Halle, Hallelujah Ndimi Mwari Makanaka Mwari Makanaka Toimba Hallelujah Halle, Hallelujah Ndimi Mwari Munogona Mwari Munogona Kudzaiwo Mwari Kudzai Mwari NdiMwari wakanaka Ah Oh Wakanaka Tendaiwo Mwari Tendai Mwari NdiMwari ane Rudo Oh Ane Rudo Kudzaiwo Mwari Kudzai Mwari Hakuna Hakuna wakaita saiye SaIye Ityaiwo Mwari Ityai Mwari Wamasimba ose Ose Imbai nziyo Dzokurumbidza Zita Rake Imimi Simudzirai Mabasa ake Anoshamisa Nekuti Jesu ndiMwari Hakuna zvemumwe Zvemumwe Ndiye oga Saka itai ruzha Make some noise for Jesus Muchimufarira Oh Halle, Hallelujah Mwari Makanaka Mwari Makanaka Sing it Sing it, yeah Halle, Hallelujah Mwari Munogona Mwari Munogona Ndinoda kurumbidza Zita Renyu imi Halle, Hallelujah (Mwari Makanaka) Ndimi Mwari Makanaka Mwari Makanaka Toimba hallelujah Halle, Hallelujah (Yeah) Ndimi Mwari munogona Mwari Munogona (Oh oh) Halle, Halle Halle, Hallelujah, say Halle, Hallelujah (Halle) Ndimi Mwari Makanaka Mwari Makanaka Makandinakira, hallelujah Halle, Hallelujah (Halle, halle) Halle, halle Halle, Halle, Halle Mwari Munogona, eh Mudiwa Wemoyo wangu What's His Name? What's His Name? NdiJesu chete Mudiwa Wemoyo wangu NdiJesu chete C'mon and say Mudiwa Wemoyo wangu What's His Name!? NdiJesu chete Mudiwa Wemoyo wangu NdiJesu chete Saka Makanaka Mandiri Makanaka (Makanaka!) Ishe Makanaka Jeso! Jeso Jeso! Jeso Yeah Jesus You are beautiful You are beautiful You are beautiful Jesus Jesus Jesus Makanaka Makanaka Makanaka Ishe Makana- Makanaka Jeso Jeso Every voice raised in this place Toimba hallelujah Halle, hallelujah Mwari Makanaka Mwari Makanaka Toimba Hallelujah Halle, hallelujah Mwari Munogona Mwari Munogona Arikutanga newe right now Arikutanga newe right now Arikutanga newe Oh, Holy Ghost
Writer(s): Michael Mahendere Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out