Credits
PERFORMING ARTISTS
Winky D
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Vincent Phiri
Songwriter
Wallace Chirumiko
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Zero53 Music
Producer
Songteksten
Pabho
(Zerooo)
Hatingatadze kuswera tichidhakwa tichigara munyika yedombo-, saka ndikoko-o
Chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
Zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
Saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
Kwauri ikoko spakwa ah haa ah
Tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese todhokwa
Tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese
Ndezvipi zviri nani kudhakwa kana kuti zvodhakwa
Ndabheja ndarohwa ticket reBarca
Mu mind ndiri sober asi zheti radhakwa
Saka kwese ka kudhakwa (kudhakwa)
Usaseka akabata pint rake
Akuda kuzorodza mind yake
Aonera haasi blind hake
Jesu muchurch mune wine yake
Tsoka dzopera kutsvaga manake
Ndaudza vehukama havana kana care
Ndabvudza ndodini ko kuti zvinake
Hanzi mira semusoja Sanyatwe
Saka chiregera kuzvidya moyo
Ita kuti pfungwa dziwane zororo
Haikona kufunga zvekuita zvechigororo
No no no
Chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
Zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
Saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
Kwauri ikoko spakwa ah haa ah
Tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese todhokwa
Tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese
Matambudziko hobho mulife four four mulife
Zvakuda musoro, kopo mulife
Nhamo haina munhu mudoko mulife
Ungava uri Shumba kana Soko mulife
Haikona kuita soft kunge coco mulife
Hadhira rovera hoko mulife
Pakupisa paita moto mulife
Hupenyu injuga i lotto mulife
Tese toita kunge vana Jobho mulife
Zvirikuramba kubuda kunge bhobho mulife
Nhamo yakabata chitorobho mulife
Tapinda mudare tirikuda donhodzo mulife
Tafemba taisa pasi mogo mulife
Ndanzi ucharoiwa sa Jojo mulife
Tapara mhaka kupomera gogo mulife
No no no
Chinhu chega changosara kudhakwa ah haa ah
Zvimwe zvese hazvichina basa ah haa ah
Saka kwauri ikoko spakwaa haa haa ah
Kwauri ikoko spakwa ah haa ah
Tospakwa chete tese tese tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese todhokwa
Tese tese (tese) tese tese tobatwaa ah
Tese tese (tese) tese tese
Written by: Vincent Phiri, Wallace Chirumiko

