Teledysk

Winky D-MuGarden ft Gemma Griffiths(Official Video)
Obejrzyj teledysk {trackName} autorstwa {artistName}

Dostępny w

Kredyty

COMPOSITION & LYRICS
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Tekst Utworu

Gemma, ini ndachema (ndachema) Neniwo Gaffa Ngatibvei paruzhinji babe Toenda Ndoda kungova iwewe neni Ngatirareme saAdam naEva mugarden Toita setingori 2 chete Handifunge kune chingatinetsa tega tega Handimbokutiza Imajeni, you and me chete Hapana chingatinetsa tega tega Chinowanza kupesanisa vanhu 2 vanodanana Imari nemutauro kubva kuhama neshamwari But tiri 2 takavharirwa mugarden Ngatifambe zvedu tichitemba simba raMwari Ini handife ndakasiya wandinoda Rudo rwangu ndinopa iwe Babe hapana chinoshota Handimbokusiya nenyota Zvaunoda ini ndinoita chero Asi usazondidyisa muchero Vimbika pandiri chingoita 1 mufero Babe zvaunoda ndoita chero Handimbokudyisa muchero Handikusiye ndini ndega gero Ngatirareme saAdam naEva mugarden Toita setingori 2 chete Handifunge kune chingatinetsa tega tega Handimbokutiza Imajeni you and me chete Hapana chingatinetsa tega tega Tiri 2 babe hapana ruchiva Muno mune mufaro hona 2 njiva Ndatiwo hona bhero rerudo rarira ngatiitei zvataivavarira Pamoyo wakandibata ipapo, ndichakubata ipapo Hana dziri kuroverana zvichaita bho Bata ipapo ndichakubata ipapo Hakuna akandida fanika so Zvaunoda ini ndinoita chero Asi usazondidyisa muchero Vimbika pandiri chingoita 1 mufero Babe zvaunoda ndoita chero Handimbokudyisa muchero Handikusiye ndini ndega gero Ngatirareme saAdam naEva mugarden Toita setingori 2 chete Handifunge kune chingatinetsa tega tega Handimbokutiza Imajeni you and me chete Hapana chingatinetsa tega tega Ngatirareme saAdam naEva mugarden Toita setingori 2 chete Handifunge kune chingatinetsa tega tega (Eva mugarden) hee hee tega tega (Eva mugarden)
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out