Teledysk

Freeman - Ngaibake (Official Video) ft. Alick Macheso
Obejrzyj teledysk {trackName} autorstwa {artistName}

Dostępny w

Kredyty

PERFORMING ARTISTS
Freeman
Freeman
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Emegy Chizanga
Emegy Chizanga
Composer
Jordan Link Mangwiro
Jordan Link Mangwiro
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Sunshine Family Studios
Sunshine Family Studios
Producer
Admittance Chizanga
Admittance Chizanga
Producer
Charles Torro Guvamatanga
Charles Torro Guvamatanga
Producer

Tekst Utworu

Walla, order in the dance hall Stop it! (Soja, soja) Yo Sheutang, Tynash, Kapfidza let's do it Muleki anati tianela kusangalala chape osati tisimenyane Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa Hamuna kunetsana Tikazvitsvaga hapana Chinjai mupaka Haisi nguva yekurwisana Titambe tikki takka Purezha topasirana seBarca Saka ngaibake nguva yekufara yacho ndiyoyi Saka ngaibake iwe DJ pulla ngoma itangezve Saka ngaibake (awe) Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) Saka ngaibake (awe) Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) Man'ono aripo magyalis gozha Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo) Guwa rasvika kuJoza Akupisa paZimbabwe ndiDoctor Namhlanje ziyawa neXhosa Fara nguva ino ndiko kwakakosha KunaZino naTich ndafona Batai Tonde naWatta mukoma Douglas sly paKappa Bata Godogo paLondon Ndina papa Alick Macheso HK, now we bad Saka ngaibake (awe) Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) Saka ngaibake (awe) Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) Kufara kwete kupindana hard Mmm Mmm zvinodisturber part Man'ono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa nevhat Hona smart inorohwa nemaCousins Vamwe three stripes vamwe muVans White usamire kukuchidzira moto (moto) Ramba uchibvirisa dance Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa Hamuna kunetsana tikazvitsvaka hapana Chinjai mupaka haisi nguva yekurwisana Titambe tikki takka pleasure topasirana seBarca Saka ngaibake (awe) Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) Saka ngaibake (awe) Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) Ma"cono" aripo magyalis gozha Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo) Guwa rasvika kuJoza Akupisa paZimbabwe ndiDoctor Namhlanje ziyawa neXhosa Fara nguva ino ndiko kwakakosha KunaZino naTich ndafona Batai Tonde naWatta mukoma Douglas sly paKappa Bata Godogo paLondon Ndina papa Alick Macheso NaSilent Killer paJoza Saka ngaibake (awe) Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) Saka ngaibake (awe) Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe) Kufara kwete kupindana hard Mmm mmm zvinodisturber party Mangono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa neVAT Hona smart inorohwa nemakasi Vamwe mu three stripes vamwe muVans White usamire kukuchidzira moto (moto) Ramba uchibvirisa dance Saka ngaibake (awe) Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) Saka ngaibake (awe) Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe) Aweee Aweee Ngaibake Nguvaye yekufara yacho ndiyoyi Saka ngaibake Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (Soja, soja)
Writer(s): Clai Map Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out