Tekst Utworu

Anytime you feel like say you wanna give up Turn on the radio Sunshine (mutungamire anofamba aha) Soldier, soldier Dzimwe nguva pane paunomuka kuseni Usina power, ombozvibvunza ndini ani? Handina chinhu vanoti handina brain Pane angade here kunzi anotamba neni? Wangu usazvitarisire, pasi Chinodiwa chete kupfugama badzi Zvichanaka ko chawakatadza chii Ndiwe wandashaurira song iyi nhasi Mutungamireiwo ishe baba Mwana wenyu paanofamba Uyoo, hoyo, hoyo Nguva zhinji achingochemaa achitry zvichiramba Uyo, hoyo, hoyo, hoyo Muviri wake watopera Pfungwa dzamuwandira Dai mamuzorodza, hoyo Haasiyane nemunyama Akufunga kusaenda Mapfumo pasi okanda, hoyo Komborerai chaanobata, Hoyo Momuvhenekerawo paachafamba, hoyo Kurarama arikuti haachada, hoyo Mupei simba rekukunda miedzo, hoyo Kana zvibvira Ishe mupei mugove wake achiri kurarama, hoyo Anoraramiswa nenyasha dzenyu Yahweh Musamusiye ari ega hoyo hoyo Mutungamireiwo ishe baba Mwana wenyu paanofamba Uyoo, hoyo, hoyo Nguva zhinji achingochemaa achitrya zvichiramba Uyo, hoyo, hoyo, hoyo Dzimwe nguva pane paunomuka kuseni Usina power, ombozvibvunza ndini ani? Handina chinhu vanoti handina brain Pane angade here kunzi anotamba neni? Wangu usazvitarisire, pasi Chinodiwa chete kupfugama badzi Zvichanaka ko chawakatadza chii Ndiwe wandashaurira song iyi nhasi Mutungamireiwo ishe baba Mwana wenyu paanofamba Uyoo, hoyo, hoyo Nguva zhinji achingochemaa achitrya zvichiramba Uyo, hoyo, hoyo, hoyo Muviri wake watopera Pfungwa dzamuwandira Dai mamuzorodza, hoyo Haasiyane nemunyama Akufunga kusaenda Mapfumo pasi okanda, hoyo Komborerai chaanobata, Hoyo Momuvhenekerawo paachafamba, hoyo Kurarama arikuti haachada, hoyo Mupei simba rekukunda miedzo, hoyo Kana zvibvira Ishe mupei mugove wake achiri kurarama, hoyo Anoraramiswa nenyasha dzenyu Yahweh Musamusiye ari ega hoyo hoyo Mutungamireiwo ishe baba Mwana wenyu paanofamba Uyoo, hoyo, hoyo Nguva zhinji achingochemaa achitry zvichiramba Uyo, hoyo, hoyo, hoyo Mutungamirei Mwana wenyu Paanofamba Hoyo hoyo Anochema,anochema, anochema Zvichiramba zvichiramba zvichiramba (Soldier)
Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out