Tekst Utworu

Anoti anokuda asi attitude yaanokuratidza Ndeye kuti I don't care Usamumanikidze pazvinhu zvake Ita yako iye oita yake (oh no) Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake Ano ku ignore uchitaura (musiye) Nyangwe anoku blueticker (musiye) Anoti anokuda achinyepa (musiye) Kumanikidza ah ah (musiye) Anoti ukafona ano kata (musiye) Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) Wako anokuda haadaro (zvizive) Kumanikidza ah ah Relationship ndeye vanhu two kwete one Woita izvi ndoita izvi ngatichinjane Iwe nekoko ini nekoko titambidzane Ndozheti pazvinhu zvacho tisarwisane Kuita sendino danana ndega hazvishande Ndipo patinoti pachi gallis hatiitwe Izvozvo ngaite nyama nemweya zvibalance Wakati unomuda saka mude Warrior tell dem Anoku ignore uchitaura (musiye) Nyangwe anoku blueticker (musiye) Anoti anokuda achinyepa (musiye) Kumanikidza ah ah (musiye) Anoti ukafona anokata (musiye) Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) Wako anokuda haadaro (zvizive) Kumanikidza ah ah Relationship ngai balance Kana kuri kudanana ngati danane Kana pasisina rudo ngatirambane I two way street kwete one way Pakati pecheater achakujamuka saPeter Unomu treata zvese zvese ndiwe unoita Ey lif-guard What ever relation that Paanoyptaura newe anochema pizza Now its too late kunge Bieber Ndaifunga unondida manyepo uchibika Connection yawakandipa handichaida Kunge sextape rudo rwedu rwaleaker Anoku ignore uchitaura (musiye) Nyangwe anoku blueticker (musiye) Anoti anokuda achinyepa (musiye) Kumanikidza ah ah (musiye) Anoti anokuda asi atittude yaanokuratidza ndeyekuti IDC Usamumanikidze pazvinhu zvake Ita yako iye oita yake (oh no) Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake Ano ku ignore uchitaura (musiye) Nyangwe anoku blueticker (musiye) Anoti anokuda achinyepa (musiye) Kumanikidza ah ah (musiye) Anoti ukafona ano kata (musiye) Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) Wako anokuda haadaro (zvizive) Kumanikidza ah (Anoku ignore uchitaura) musiye (Anoti anokuda achinyepa) musiye (Anoti ukafona anokata) musiye (Wako anokuda haadaro) zvizive
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out