Tekst Utworu

Hona Oskid, takadyara maseed Vanotivenga usapindure hapana need Camera, action (camera, action) Gafa in action (Gafa in action) Chi-Extraterrestrial, Gafa futi Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu Ndikadonha ndinoita hwembeu Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life Zvikauya nyore haikona kugamuchira Ndobva nda-tipper maGafa "Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika" Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika" Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure Angava masoko kana zvombo zvakasikirwa inini, paGafa rino hazvipfuure Pa-pa-pachiGafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro Vese vaindichemedza musazoti ndagara patafura pangu, "Chine makaro" Ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu Ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu Vese vakateya munzira dzandinofamba, muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu Ndikadonha ndinoita hwembeu Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life Zvikauya nyore haikona kugamuchira Ndobva nda-tipper maGafa "Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika" Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika" Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho) Ada kundi-disser, disser (ho) Ada kundimisa, misa (hoi, ho) Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho) Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out