Tekst Utworu

Ndirutaura nyayawo semazivire andinoiita Eh, yeah, ah, ah Anotobvawo kumba kune vanhu (kumba kune vanhu) Anotobvawo kumba kune vanoti "Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu) Asi achangobva kutemwa nesando (Kutemwa nesando, vamutema nesando) Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu Aiwazve gents (nah) Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz) Asi imhosva kubva maregedza (yeah) Achinyanya kunakwa ne-gesture Anyanya kunakwa ne-gesture Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah Ukamuratidza mari (mari) Achakuratidza mabvi (mabvi) Achati take, take, take, achafuratira njanji (yeah) Kwatiri achati, "Ehe ndine mu-face" Achatikavira panze (panze) Asi pachapera mhanzi (mhanzi) Tichamugadzika pasi (tichamugadzika pasi, tichamugadzika pasi) Anotobvawo kumba kune vanhu (kumba kune vanhu) Ahh, anotobvawo kumba kune vanoti "Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu) Asi achangobva kutemwa nesando (Kutemwa nesando, vamutema nesando) Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu (Ah) aiwazve gents (nah) Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz) Asi imhosva kubva maregedza (yeah) Achinyanya kunakwa ne-gesture Anyanya kunakwa ne-gesture Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah Momz vake, vari tied too, plus yakarova BP Little brother dropped outta high school, aka dropper EP Zvako-shorter zvizhinji (zvizhinji) Tava sure hatii-win Aya ma sports asiri easy, aya ma-, ah Anonzi Joyleen, she would be tellin' me, "Koo inini? Hanti chero ndikashama nenhamo Vachazongoti muroyi ndini" Takamboramba zvavakatenga, takambosasa naSamatenga Takafamba nawo ma-church aya, takazotambura takatemba Zvehumhandara zvakarema Ndirikuparara ndaka-tenser Midzimu yaBaba yakaneta Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa (eh) Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa Chizvizivai, chizvizivai kuti Vimbai, iye Vimbai wacho Anotobvawo kumba kune vanhu (iye Vimbai wacho) Anotobvawo kumba kune vanoti "Hecho chimhandara chedu" (chimhandara chedu) Asi achangobva kutemwa nesando (Kutemwa nesando, vamutema nesando) Yeah, isu tinoona to- togara, totanga kumhan'ara zvedu (Ahh) aiwazve gents (nah) Haisi mhosva kufamba ne-Benz (Benz) Asi imhosva kubva maregedza (yeah) Achinyanya kunakwa ne-gesture Anyanya kunakwa ne-gesture Aiwa anyanya kunakwa ne-gesture, yeah, ah
Writer(s): Nejc Razpotnik, Mukudzei Chitsama Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out