album cover
Ndaremerwa
9963
World
Utwór Ndaremerwa został wydany 1 stycznia 2000 przez Universal Music (Pty) Ltd. jako część albumu 2000 Blend
album cover
Data wydania1 stycznia 2000
WytwórniaUniversal Music (Pty) Ltd.
Melodyjność
Akustyczność
Valence
Taneczność
Energia
BPM100

Kredyty

PERFORMING ARTISTS
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Vocals
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Composer

Tekst Utworu

Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe here
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe here
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura hako pamoto
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura hako pamoto
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti tatova nemusha
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti tatova nemusha
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti tatova nemusha
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura pamoto
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura pamoto
Tochengeta hama zvakanaka zvakanaka
Dzose nokuti nokuti tatova nemusha
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti nokuti tatova nemusha
Musi mumwe wandinorwara ini ndiwe here
Ndiwe ndiwe unondichengeta
Musi mumwe wandinorwara ini ndiwe here
Ndiwe ndiwe unondichengeta
Ndiwe chete mudzimai wangu
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete ihii ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete ummm ndiwe here
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti nokuti tatova nemusha
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti nokuti tatova nemusha
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete mudzimai wangu ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura pamoto
Musi mumwe ndaswera kubasa
Ndiwe wodziisa mvura pamoto
Tochengeta hama zvakanaka zvakanaka
Dzose nokuti nokuti tatova nemusha
Ndiwe chete ihii ndiwe
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Ndiwe chete mudzimai wangu
Ndiwe ndiwe kani watove mai vangu
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti tatova nemusha
Tochengeta hama zvakanaka
Dzose nokuti tatova nemusha
Written by: Simon Chimbetu
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...