Teledysk
Kredyty
COMPOSITION & LYRICS
Tinotenda Prays Gavi
Songwriter
Tekst Utworu
Ahoye ahoye woye woye
Ahoye Tino muridzi wemumhanzi
Vaiti kumuka vagoti kuwacha vagoti kusuka vagoti kubika
Wadzingwa kuchikoro vainopusha mabhara e sandy udzidze
Shuwiro vaida uyite chiremba vaishandira future
Vakakutsiura waifunga uriku abuswa nekupusa
Mumoyo mavo mune ronda chinokanganwa i demo
Pavaimukira kubata jongwe muromo kusatura mafemo
Zvino vachembera vochemera
Aniko zvauriwe musoro wemba
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Ugova chengeta mama ugova chengetawo
Ugova chengeta gogo ugova chengetawo
Ugova tenda baba uvachengetewo
Ugova tenda sekuru uvachengetewo
Wakura wabvezera hauchave mwana
Pashoma pauinapo avobetsera vanofara
Vakanzi havasisipo nhasi ngozi yacho uchaiwona
Vakaku riritira ukure vakadikitira
Nhai mwari mwari uchinyengetera
Vacha answer prayer kana kwawakabva watondera
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Ugova chengeta mama ugova chengetawo
Ugova chengeta gogo ugova chengetawo
Ugova tenda baba uvachengetewo
Ugova tenda sekuru uvachengetewo
Vaiti kumuka vagoti kuwacha vagoti kusuka vagoti kubika
Wadzingwa kuchikoro vainopusha mabhara e sandy udzidze
Shuwiro vaida uyite chiremba vaishandira future
Vakakutsiura waifunga uriku abuswa nekupusa
Mumoyo mavo mune ronda chinokanganwa i demo
Pavaimukira kubata jongwe muromo kusatura mafemo
Zvino vachembera vochemera
Aniko zvauriwe musoro wemba
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Vaivavarira Kuti ugova chengetawo
Ugova chengeta mama ugova chengetawo
Ugova chengeta gogo ugova chengetawo
Ugova tenda baba uvachengetewo
Ugova tenda sekuru uvachengetewo
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com