Tekst Utworu

Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha baba Kunge ndafa usandibaira kucheneka iwe ndeha baba Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha Kana ndafa usandibaire kucheneka iwe ndeha baba Hii ndoenda baba, huhere ndoenda mambo Hoo ndoenda baba, hihere woenda mambo Humbe kumbe, humbe kumbe inorira kana ndafa (Rega kundibaira kucheneka) Humbe kumbe, humbe kumbe inorirawo kana ndafa ini (Rega kundibaira kucheneka) Inini gara undidye (rega kundibaira kucheneka) Inini kana ndafa (rega kundibaira kucheneka) Inini kana ndafa (rega kundibaira kucheneka) Inini gara undidye (rega kundibaira kucheneka) Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka) Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka) (Rega kundibaira kucheneka) Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka) Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha Kunge ndafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha Kushinha ndokunei, iwewe mwana wamambo? Hutsinye ndohunei, iwewe mwana wamambo? Ruvengu ndorwunei, iwewe mwana wamambo? Shanje ndodzinei, iwewe mwana wamambo? Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka) Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka) Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka) Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka) Iwewe mwana wamambo Iwewe mwana wamambo Tevedzera mambo, kune akashinga moyo Tevedzera mambo (tevedzera mambo) Tevedzera mambo, kune akatungamira Tevedzera mambo (tevedzera mambo) Tevedzera mambo, kune akatora moyo Tevedzera mambo (tevedzera mambo) Iwewe tevedzera mambo, kune anokugonesa Tevedzera mambo (tevedzera mambo) Wedzera mwando, kune akashinga moyo Wedzera mwando (wedzera mwando) Wedzera mwando, kune akakugonesa Wedzera mwando (wedzera mwando) Wedzera mwando, kune akapfumbamira Wedzera mwando (wedzera mwando) Wedzera mwando, kune akashinga moyo Wedzera mwando (wedzera mwando) Wedzera mwando, kune anokugonesa Wedzera mwando (wedzera mwando) Wedzera mwando, kune anokuchengeta Wedzera mwando (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando) (Wedzera mwando)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out