Tekst Utworu

Zvikomana zvemazuva ano, kuonererwa, hoo kushamisira Zvikomana zvemazuva ano, kuonererwa, hoo kushamisira (Ndaiti kushanda inini) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) Kugarofumura zviri mudura ravo (ndaiti kushanda inini) Kugaropfachura zviri muhomwe dzavo (ndaiti kushanda inini) Zvikomana zvemazuva ano, manyemwe, hoo kushamisira (Ndaiti kushanda inini) (Ndaiti ndezvedikita) Zvikomana zvemazuva ano, manyemwe, hoo kushamisira (Ndaiti kushanda inini) (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) Ukaona achipfachura, ipfuma yenhaka Vemanyemwe vatsva mitsambo Ukaona achipfachura, zvimwe ndechekuba Anga ati ashanda riniko Zvikomana zvemazuva ano, manyemwe, hoo kushamisira (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) Hunzi ndine mari pano mumota, kumba neku-bank Hunzi ndine mari pano mumota, kumba neku-bank Pakuzoti ndine mari pano ku-boot, kumba neku-bank Pakuzoti ndine mari pano ku-boot, kumba neku-bank (Ndaiti kushanda inini) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti kushanda inini) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) Hai Ukaona achipfachura, ipfuma yenhaka Vemanyemwe vatsva netsambo Kungoona achipfachura, zvimwe ndechekuba Anga ati ashanda riniko Zvikomana zvemazuva ano izvi, manyemwe, hoo kushamisira Zvikomana zvemazuva ano, manyemwe, hoo kushamisira (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe iwe Hunzi ndine mari pano mumota, kumba neku-bank Hunzi ndine mari pano mumota, kumba neku-bank Pakuzoti ndine mari pano ku-boot, kumba neku-bank Pakuzoti ndine mari pano ku-boot, kumba neku-bank (Ndaiti kushanda inini) (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe (Ndaiti kushanda inini) chekushanda hachipfachurwe (Ndaiti ndezvedikita) chedikita hachipfachurwe iwe (Ndaiti kushanda inini)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out