Teledysk

Dostępny w

Kredyty

COMPOSITION & LYRICS
Enock Munhenga
Enock Munhenga
Songwriter

Tekst Utworu

Handiterere makuhwa Ndinoterera pakada moyo Ndotenga maruva Ndochengeta rudo Inini handiterere makuhwa Ndinoterera pakada moyo Ndotenga zvihwitsi Ndochengeta rudo Sweeter, sweeter Sweeter, sweeter Ikaka kasweeter, sweeter Ndochengeta rudo Sweeter, sweeter Sweeter, sweeter Ikaka kasweeter, sweeter Ndochengeta rudo I choose happiness over drama Kuchooser kindness over karma Inzwa, nyangwe uri wehukama Ukangouya neguhwa rakasimba seyi Ipapo, ipapo tobva tatongocheka hukama Saka garai maziva kuti ndinotodada naye Pamwe ndikamukanda, ndichatomira naye Hanty ndini ndakamupfimba, regai ndideale naye And hapana anoziva dzandakapinda naye Handiterere makuhwa Ndinoterera pakada moyo Ndotenga maruva Ndochengeta rudo Inini handiterere makuhwa Ndinoterera pakada moyo Ndotenga zvihwitsi Ndochengeta rudo Sweeter, sweeter Sweeter, sweeter Ikaka kasweeter, sweeter Ndochengeta rudo Sweeter, sweeter Sweeter, sweeter Ikaka kasweeter, sweeter Ndochengeta rudo Babe, be careful Love inopisa inoda vanhu two Saka ndichi-avoider wetatu Zvinobva zvazviringa, please, musavhiringe neteddy bear 'Cause zvemakissing-kissing ndozvidawo Zvemaloving-loving ndozvifarira Big, big, huge fan yerudo Zvemakissing-kissing ndozvidawo Zvemaloving-loving ndozvifarira Big, big, huge fan yerudo Saka garai maziva kuti ndinotodada naye Pamwe ndikamukanda, ndichatomira naye Hanty ndini ndakamupfimba, regai ndideale naye And hapana anoziva dzandakapinda naye Uku ndokudanana Ndokudanana, ndokudanana Ukandi-attacker andondi-defender wangu Uku ndokudanana Ini wangu, ndokudanana Wangu, ndokudanana Ukamu-attacker ndomu-defender wangu Uku ndokudanana Ini wangu, ndokudanana Iye ndowangu, ndokudanana Ukandi-attacker andondi-defender wangu Zvemakissing-kissing ndozvidawo Zvemaloving-loving ndozvifarira Big, big, huge fan yerudo Zvemakissing-kissing ndozvidawo Zvemaloving-loving ndozvifarira Big, big, huge fan yerudo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out