Vídeo da música
Músicas mais populares de Tino Beerman music
Créditos
COMPOSITION & LYRICS
Tinotenda Prays Gavi
Songwriter
Letra
Tino muridzi wemumhanzi uyo
Ndoenda Na blinx
I need you I love you
Ndinovhaira newe zvekumakisa
Ndakutarisa wakanakisa zvinodadisa
It's you my love I promise you babe
I'll go meet you I'll never hurt you babe
I'm desperately ndadawo mukana newe
Dzimwe nguva ndinoku rota wakabata mwana
Ndino feeler comfortable ndinewe
Ndino feeler comfortable ndinewe
Mudiwa wangu iwe
Ndoda ndiku ratidze wandoda ndiwe chete iwe
Kotsi ndikuratidze ka something
You don't have to be a genius
To figure what's between us
Ndichaku yendesa Manchester, Lancaster pa Easter iwe
Gara wandi truster
Loving you is like breathing
How can I stop never breaking
You such a brightness that's why I'm begging
Youuuu will you marry me
Chinonzi regera ndochiri mumaoko
Kwete chandiwa nemoyo
Ndiwe watenderedza brain dzangu kunge round about
I remember the first time I saw you
I pretended to look around but I was looking at you
Zvaunoona hurombo rudo ibofu mwana
Ndino feeler comfortable ndinewe
Ndino feeler comfortable ndinewe mudiwa wangu iwe
Ndoda ndiku ratidze wandoda ndiwe chete iwe
Kotsi ndikuratidze ka something
Ndinovhaira newe zvekumakisa
Ndakutarisa wakanakisa zvinodadisa
It's you my love
I promise you babe
I'll go meet you
I'll never hurt you babe
I'm desperately
Ndodawo mukana newe
Dzimwe nguva ndinoku rota wakabata mwana
Ndino feeler comfortable ndinewe
Ndino feeler comfortable ndinewe
Mudiwa wangu iwe
Ndoda ndikuratidze wandoda ndiwe chete iwe
Kotsi ndikuratidze ka something
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com