Letra

Kana usati waputudza, hausati wakura Kungoputudza chete, hazvirevi wakura Hausati wabva zera, hausati wabva zera Hausati wabva zera, hausati wakura (Maiwe ndochema) huwoo (Maiwe ndochema) wochemeiko mwanawe? (Maiwe ndochema) hmm, maiwe (Maiwe ndochema) hoo mwanawe Haungaroodzwe usati wakura Haungawanikwe, usati wakura Usati wabva zera, usati wabva zera Usati wabva zera, usati wakura (Maiwe ndochema) inzwai tsitsi, inzwai tsitsi (Maiwe ndochema) kuda kupfuma nemisodzi yemwana (Maiwe ndochema) haa, babawe Hamungamuroodze mwana, haasati akura Kutadza kumuchengetedza kusvike ayaruke Kuda kupfuma nemisodzi yemwana Kuda kugarika nemisodzi yemwana Haasati akura Haasati abva zera (Maiwe ndochema) (Maiwe ndochema) nemisodzi yemwana (Maiwe ndochema) Kana usati waputudza, hausati wakura Iko kungoputudza chete, hazvirevi wakura Hausati wabva zera Haasati abva zera (Maiwe ndochema) kuda kupfuma nemisodzi yemwana (Maiwe ndochema) kutsvaga rugare nemisodzi yemwana (Maiwe ndochema) haasati abva zera (Maiwe ndochema) haasati akura Hausati wabva zera Haasati abva zera (Maiwe ndochema) hona wachema mwanangu (Maiwe ndochema) Bhetekera achema mwana uyu (Maiwe ndochema) haasati abva zera (Maiwe ndochema) haasati abva zera (Maiwe ndochema) varume vakuru nyarai (Maiwe ndochema) vana mbuya nyarai (Maiwe ndochema) oh babawe, haasati abva zera (Maiwe ndochema) aiwa haasati akura (Maiwe ndochema) hona kutetekera mwanayu (Maiwe ndochema) hazvingadaro mwana iwe (Maiwe ndochema) hauasati wabva zera (Maiwe ndochema) haasati abva zera
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out