Letra

Nhasi kune party Let's hope kwatirikuenda ndiko Drink up everytime we link up Everytime we link up it's a drink up I just hope kwatirikuenda ndiko Hwahwa, doro, bhawa mhoro Hwahwa, doro, bhawa mhoro Party after party Party after party Party after party Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Nhasi ndinoda mumwe Party after party (party, party) Party after party (party, party) Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Mabhebhi nhasi munoda kumwei? Iwewe hanzi ukudiwa kubhawa Haha hanzi ukudiwa kubhawa Nhasi manheru Tigodhakwa tigotamba chisveru Hande kubhawa, hande kubhawa Hande kubhawa Ne-team rako timbobata kana Gweru Hwahwa, doro, bhawa mhoro Hwahwa, doro Weekend ndendichijabula nanaBabra Vachindibhabhura Vachi-hubbler Inakadhula palula-lula Pfeka usagula Pulla Ndichijabula nanaBabra Vakandibhabhura Vachi-bubbler Inakadhula, inakadhula Rest in peace (Chiba-a) Party after party Party after party Party after party Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Nhasi ndinoda mumwe Party after party (party, party) Party after party (party, party) Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Mabhebhi nhasi munoda kumwei? Iwewe hanzi ukudiwa kubhawa Ha-a hanzi ukudiwa kubhawa Nhasi manheru Tigodhakwa tigotamba chisveru Hande kubhawa, hande kubhawa Hande kubhawa Ne-team rako timbobata kana Gweru Hwahwa, doro, bhawa mhoro Hwahwa, doro Pataive South Africa (taive South Africa) Pane zvakaitika (pane zvakaitika) Jombo kutsakatika Tozozvitaura kana nguva yasvika Pataive South Africa (taive South Africa) Pane zvakaitika (pane zvakaitika) Jombo kutsakatika Tozozvitaura kana nguva yasvika Weekend ndendichi-spender Ndichienda ndakananga kuno-lander Pabhawa ndopandino-renter Ende futi doro ndiroka agenda Hwahwa doro Party after party Party after party Party after party Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Nhasi ndinoda mumwe Party after party (party, party) Party after party (party, party) Party after party Tikabva pano tiri kuenda kumwe Mabhebhi nhasi munoda kumwei? (Munoda kumwei?) Hwahwa, doro (nhasi kune party), bhawa mhoro Hwahwa, doro (nhasi kune party), bhawa mhoro Hwahwa, doro (nhasi kune party), bhawa mhoro Hwahwa, doro (nhasi kune party), bhawa mhoro
Writer(s): Tawanda Sibotshiwe, Ian Makiwa, Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out