Vídeo da música

Mawere Kongonya
Assista ao videoclipe da música {trackName} de {artistName}

Créditos

PERFORMING ARTISTS
Andy Brown & The Storm
Andy Brown & The Storm
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Andrew Brown
Andrew Brown
Songwriter

Letra

Gudo rakwira mawere kongonya Aha mawere kongonya Gudo rakwira mawere kongonya Aha mawere kongonya Gudo rakwira mawere kongonya Aha mawere kongonya Usaone mahobi kusviba Aha mawere kongonya Ndikafara fara ndoda dhumbu rangu Aha ndoda dhumbu rangu Ndikafara fara ndoda dhumbu rangu Aha ndoda dhumbu rangu Ndikafara fara ini ndoda dhumbu rangu Aha ndoda dhumbu rangu Dhumbu rangu iri kuti ndisvinire Oha ndoda dhumbu rangu Dhumbu rangu iro remavara machena Aha ndoda dhumbu rangu Sabhuku usambofundumwara muromo Sengunge ndati ngicharara pano Sabhuku usambo fundumwara muromo Sengunge ndati ngicharara pano Ndaikumbirawo mvura chete Andizi kuvata pano imi Kurima handigone Kusakura handigone Kurima handigone Kusakura handigone Kurima handigone Kusakura handigone Kurima handigone Kusakura handigone
Writer(s): Andy Brown Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out