album cover
Zuva
252
Music
Zuva foi lançado em 20 de fevereiro de 2026 por VML como parte do álbum Mafriq (Extended)
album cover
Data de lançamento20 de fevereiro de 2026
EditoraVML
LanguageEnglish
Melodicidade
Acústica
Valência
Dançabilidade
Energia
BPM73

Vídeo de música

Vídeo de música

Créditos

Letra

Intro
 uWo uwo uwo uwo uwo x4
________________________________________
Hook
Kana mukandityuma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
Kana mukandituma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
Ndinouya nechiedza chenyika
 Se mukombe kwamuri, amai
Ndinouya nechiedza chenyika
 Se mukombe kwamuri, amai
________________________________________
Verse 1
Amai kani, amai musacheme
 Kubereka mwana kuMosan wenyu ndinoziva zvinorema
Manapkin mai matichinja
 Musingaratidze kusema
 Hapana chandaiziva
 Ndanga ndiri mudiki mukati memba
Ndochemachema
 Musoro wangu uchitema
 Ndichinyepedzera kurwara
 Ndiri mudiki ndichiyema
Honai nhasi ndakura
 Mazwi enyu ese ndakarema
“Usawanze-wanze doro, chimbomira zvekubhema…”
 Amai makati — tuma, tora zuva — ndinoenda
 Kuti Mwari vandiwedzere mamwe mazuva ekufema
________________________________________
Hook
Kana mukandityuma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
 Kana mukandituma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
 Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
________________________________________
Bridge
Mukuchema misodzi —
 Munondipukuta meso
 Mukuchema misodzi —
 Munondipukuta meso
Rudo rwenyu runondinyaradza, amai x2
Kana mukandituma
 Kunotora
 Zuuuuuva—
________________________________________
Hook
Kana mukandityuma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
 Kana mukandituma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
 Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
uWo uwo uwo uwo uwo x4
________________________________________
Verse 2
Amai mandiratidza rudo rwenyu
 Mwenje unondivhenekera muhusiku
Chandiraira rwuyo urwu
 Ndiko kutenda kwangu neyarutsa, ini
Handikanganwe muchitsungirira
 Mutoro wenyu unoenderera
Aiwa aiwa, amai
 Ndinotenda — ndovatenda
 Neyi, amai?
________________________________________
Final Hook
Kana mukandityuma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
 Kana mukandituma kunotora zuva
 Ndinodzika naro, amai
Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
 Ndinouya nechiedza chenyika
 Semukombe kwamuri, amai
Written by: Mafriq
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...