Letra

Ndati ndipinde mumachira Pfungwa dzazviramba, dzati dzinoda kuziva Kuti chii chatambudza moyo, so? Chii chatambudza pfungwa, so? Kana gumbezi rabvunza "Pane asipo apapa Pane asipo ipapa" Pillow yabvunza "Pane asipo ipapa Pane asipo ipapa" Chingoti; "Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, oh" "Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, woah" Chingoti ndakafamba Pamwe ndichadzoka nekufamba kwenguva Chingoti ndakashanya Zvimwe tichasangana kuseri kweguva Dzangova ndangariro Dzepataiita madiro Watova mugariro No, no, no, no Gumbezi rabvunza "Pane asipo apapa Pane asipo ipapa" "Pane asipo, pane asipo" Pillow yabvunza (woah) "Pane asipo ipapa (ooh) Pane asipo ipapa" (woah) Chingoti; "Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, oh" "Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, oh" Uchindizevezera, uchiti wakarukutika Ndobva ndakutova tsoka zvese nemutsipa Rwaiva rudo saka ndaimba rwumbo Zvondirwadza, ndiyani achandibata rwuoko? Zvashaya chimuko sendapotsa muko Ndaisa manja, apa pavakuda musumo Dai wakaterera (dai ndakaterera) Zvimwe ndaikutevera (zvimwe wainditevera) Dai wakaterera (dai ndakaterera) Zvimwe waiti ndiri kukunyepera (waindinyepera) Saka gumbezi rabvunza "Pane asipo apapa Pane asipo ipapa" "Pane asipo, pane asipo" Pillow yabvunza "Pane asipo ipapa (iye, iye) Pane asipo ipapa" (iye, iye) (Iye, iye, iye) Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, iye (iye, iye, iye, iye) (Iye, iye, iye) Akayenda, akayenda Akayenda, akayenda, iye (iye, eh-eh-eh, iye, iye, eh-eh-eh) Pane asipo Asipo Pane asipo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out