album cover
HOWFAR?
album cover
HOWFAR? foi lançado em 27 de outubro de 2024 por 3665980 Records DK como parte do álbum HOWFAR? - Single
27 de outubro de 2024
Editora3665980 Records DK
IdiomaEnglish
BPM97
Melodicidade
Acústica
Valência
Dançabilidade
Energia

Letra

Yeah uh
Handikwatiswe neboma
Coz inini handisi coward
Ndokutadzirai mukoma
Handirariswe nengoma
Had to put it on the side
Coz mdara vainditsoma
Far
They been waiting'' on me like
Mdara howfar
One zikuG rinopera rafa
Ghetto rine buwe ndakapotsa ndafa
Fa-fa-fa
I don't really talk ndakanyararisa
But pese pandopinda ndovanyararidza
Musadhibhe pamaganzira hapana refund
Fund-fund-fund
And i'm down on my knees like
Santa Maria
Vanana boys vese vakuda Rehab
Vanana boys vakutimira link up
Vapedza kubosa vakuchemera ma big up
Too many times i couldn't even keep up
Ndiri padhaza i knew i had to get up
Everytime i made sure i had to pull up
Haumbogaya kuti tauya tiri mupick up
Haumbogaya kuti tauya tiri mupick up
Pamwe pacho tiri four mu two seater
(If you hung out with wrong **** vamwe vaikubirai)
Yeah uh
Handikwatiswe neboma
Coz inini handisi coward
Ndokutadzirai mukoma
Handirariswe nengoma
Had to put it on the side
Coz mdara vainditsoma
Far
They been waiting'' on me like
Mdara howfar
One zikuG rinopera rafa
Ghetto rine buwe ndakapotsa ndafa
Fa-fa-fa
I don't really talk ndakanyararisa
But pese pandopinda ndovanyararidza
Musadhibhe pamaganzira hapana refund
Fund-fund-fund
Written by: Progress Rapha
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...