Видео

Видео

Создатели

ИСПОЛНИТЕЛИ
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Вокал
МУЗЫКА И СЛОВА
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Композитор

Слова

Nhaiwe shamwari wachiveiko?
Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi
Wave kunge chigamba chitema pajira jena
Chinoonekwa kuipa kwacho nemunhu wese
Pamusoro pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu
Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo
Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyare
Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe
Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe
Nhaiwe shamwari wachiveiko?
Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi
Wave kunge chigamba chitema pajira jena
Chinoonekwa kuipa kwacho, nemunhu wese
Pamusoro pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu
Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo
Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyari
Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe
Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe
Nhaiwe shamwari wachiveiko?
Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi
Wave kunge chigamba chitema pajira jena
Chinoonekwa kuipa kwacho, nemunhu wese
Pamusana pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu
Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo
Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyare
Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe
Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe
Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
Tsvee haunyare sevenza yako shamwari
Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
Tsvee haunyare sevenza yako shamwari
Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
Tsvee haunyare sevenza yako shamwari
Written by: Marshal Munhumumwe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...