Видео

Jah Prayzah - Chimwe neChimwe (Nhoroondo Chapter 2 - off Gwara Album)
Смотреть видео на песню «{artistName} — {trackName}»

Создатели

МУЗЫКА И СЛОВА
Mukudzeyi Mukombe
Mukudzeyi Mukombe
Автор песен
Tari G Fingerz
Tari G Fingerz
Автор песен
ПРОДЮСЕРЫ И ЗВУКОРЕЖИССЕРЫ
Tari G Fingerz
Tari G Fingerz
Продюсер

Слова

Gore riye rakauya nenhamo Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Tseketsa yakasara, takaikangira mudhumeni Chikwere chikasara nhoko Kana pfuma yenhaka, yakaperera mukuripa Ngozi yakasiwa nababa Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata Gore rakauya nenhamo Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Hama dzikauraya mombe Kutomhanya nebakatwa Kundoita muchekadzafa Hama dzikauraya mombe Kutomhanya nebakatwa Kundoita muchekadzafa Shunga dzirege dziputike Buritsa misodzi zvireruke Kawira pasi usimuke Shunga dzirege dzigutike Buritsa misodzi zvireruke Kawira pasi usimuke Gore rakauya nenhamo Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe nechimwe chinenguva yacho Tichabira rwizi, mai mwana Chigomera uripo mangwana zvinonaka Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata
Writer(s): Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out