album cover
One Request
4 798
Afro-Pop
Трек «One Request» вышел в 6 июня 2023 г. г. на альбоме «{albumName}» (лейбл «Versatility Life Entertainment»)Love Dust EP
album cover
АльбомLove Dust EP
Дата релиза6 июня 2023 г.
ЛейблVersatility Life Entertainment
ЯзыкEnglish
Мелодичность
Акустичность
Валанс
Танцевальность
Энергия
BPM97

Создатели

МУЗЫКА И СЛОВА
Shawn Marshal Konikere Konikere
Shawn Marshal Konikere Konikere
Автор песен

Слова

Missing you
I'm missing you
I miss you my baby
Yeah
Watch how Di Don do it
I miss you my baby
Ndasuwa kukuona(yeah)
Nguva yareba dai waita ndakuona
Ona iwe
Ndati ndasuwa kukuona iwe(iwe)
Nguva yareba dai waita ndakuona
Yeah
Waita ndigokanganwa maex
Mumusoro mangu mangozara iwe chete
Asi ndaneta nekuti i wish you were here
Kunze kwatonhora mudiwa asi hauzvinzwe
Huya ugondigumbatira
Ndoda ugondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Kubva makuseni
Kusvika ridoke
Zvese zvaunoda it's ok
Chingondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Ndoda tigoswera indoors
Hatisi kuzobuda mumba
Ndoda kukufeela too close
Usaende far
Huya ugorara pachest
Ndoda kukuonesa how i want to invest
Kuti uzvione handisi tsaga
Ndakatongwarira pazhet
Anyways
Coffee bacon & bread
Ndoda kukuitira breakfast in bed
Netflix and what what just to impress
Asi ndine one request
Uzondigumbatira
Ndoda ugondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Kubva makuseni
Kusvika ridoke
Zvese zvaunoda it's ok
Chingondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Ndasuwa kukuona(yeah)
Nguva yareba dai waita ndakuona
Ona iwe
Ndati ndasuwa kukuona iwe(iwe)
Yeah
Nguva yareba dai waita ndakuona
Waita ndigokanganwa maEx
Mumusoro mangu mangozara iwe chete
Asi ndaneta nekuti i wish you were here
Kunze kwatonhora mudiwa asi hauzvinzwe
Huya ugondigumbatira
Ndoda ugondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Kubva makuseni
Kusvika ridoke
Zvese zvaunoda it's ok
Chingondigumbatira
Ndoda ugondiisa mumapapiro ako
Ndoda tigoswera indoors
Hatisi kuzobuda mumba
Ndoda kukufeela too close
Usaende far
Huya ugorara pachest
Ndoda kukuonesa how i want to invest
Kuti uzvione handisi tsaga
Ndakatongwarira pazhet
Anyways
Written by: Shawn Marshal Konikere Konikere
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...