album cover
Gogodza
album cover
Gogodza was released on May 30, 2002 by Shingisai as a part of the album Nokuti Wakanaka
May 30, 2002
LabelShingisai
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Gogodza uchazarurirwa
Kumbira uchagamuchira
Vanotsvaga. inga vanowana
Vanokumbira vano gamuchira wani
Gogodza uchazarurirwa
Kumbira uchagamuchira
Vanotsvaga. inga vanowana
Vanokumbira vano gamuchira wani
Waremerwa tura mitoro
Wapererwa ndiye mhinduro
Vakaneta inga vazorodzwa
Vane mitoro vanorerutsirwa wani
Waremerwa tura mitoro
Wapererwa ndiye mhinduro
Vakaneta inga vazorodzwa
Vane mitoro vanorerutsirwa wani
Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira kumbira usaneta kumbira
Inga wani ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Usanete gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Mirapo, gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Ndati kumbira (kumbira usanete kumbira)
Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Inga wani ndati gogogdza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Ndati kumbira (kumbira usanete kumbira)
Gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza)
Kumbira (kumbira ramba uchikumbira)
Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana)
Kumbira (kumbira usanete kumbira)
Mirapo gogodza -
Written by: Shingisai Suluma
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...