album cover
Happy Time
album cover
Happy Time was released on May 24, 2017 by Jungle South as a part of the album Doctor Vemagitare
May 24, 2017
LabelJungle South
LanguageEnglish
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Happy time, happy time
Happy time, happy time
(Happy time, happy time) stress free, hatisi kuda refree
(Happy time, happy time) CashLibs Skiri ma baby
(Happy time, happy time) nhamo takumboivisita
Ma-problems takumbomadhibha
(Happy time, happy time) Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Lyan akabhidha
Real top Galis, kana tasvika zvatangidza howo
Party wese CashLibs
Baby sheka zvawakapihwa namhamha
Nda-nda-nda-nda ndaku-
You make me stammer ma-ma
Bikini rawakapfweka rabva rati mba-mba-mba
Unedi-di-di ndatanga kukakama
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka
Saka ramba uchitwerka huya kuno
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno
HKD Boss
(Happy time, happy time) nhamo takumboivisita
Ma-problems takumbomadhibha
(Happy time, happy time) kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Layan akabhidha howo
Pareal top Galis kana tasvika zvatangidza howo
Mu-party wese Cashlibs
Kana une yako irimu-wallet
Usingade kukwereta
Wosampler bloh bloh blo
Uri-real top Galis
No prenop man wosampler bloh bloh blo
Tatanga kuspenda zvatakashanda
Fonera Tatenda Manyeruke naTawanda
Bakatoro naDoncal ku-London
Asi usakanganwe JMP naFantan
Munhu wese istress free
(Happy time, happy time) nhamo takumboivisita
Ma-problems takumbomadhibha
(Happy time, happy time) Kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Lyan akabhidha howo
Pa-real top Galis kana tasvika zvatangidza howo
Muparty wese Cashlibs
Babe sheka zvawakapiwa namhamha
Nda-nda-nda-nda ndaku-
You make me stammer ma-ma
Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba
Unedi-di-di ndatanga kukakama
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka
Saka ramba uchitwerka huya kuno
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno
HKD Boss
(Happy time, happy time) nhamo takumboivisita
Ma-problems takumbodhibha
(Happy time, happy time) kutso ndipe ngoma rawabika
Fonera maninja Layan akabhidha howo
Pa-real top Galis kana tasvika zvatangidza howo
Mu-party wese Cashlibs
Written by: Emegy 'Freeman HKD' Chizanga
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...