Lyrics
PTK Music
Heya, heya, ho-oo-ho-ho
(Heartbeat Records) heya, heya, ho-oo-ho-ho
Heya, heya, hooo-ho-ho
Unoda ndizviponde here?
Kuti ndikuratidze uri mumwe wangu
Unoda ndizviuraye here?
Ugobvuma ndava muguva uri mumwe wangu
Rudo haridi zvekumanikidza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ko chimbo cherudo mudiwa teerera
Pfumo pamwoyo pangu usandibairira
Hameno mhepo dzavo dzavanondisairira
Izvo zvavanogona zvaakangwarira
Inini ndiri Adam, iwewe Eva
Iwewe mai Mariah, inini Josefa
Teerera mudiwa wangu zvandichakuudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Unoda ndizviponde here?
Kuti ndikuratidze kuti uri mumwe wangu
Unoda ndizviuraye here?
Ugobvuma ndava muguva uri mumwe wangu
Rudo haridi zvekumanikidza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Mwoyo wangu akautora ndobva wauviga
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Inini sekuona kwangu hazvisi zvega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Handikwanise mudiwa wangu kugara ndiri ndega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Ndinokuda mudiwa wangu zvimwe ona wega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Unoda ndizviponde here?
Kuti ndikuratidze kuti uri mumwe wangu
Unoda ndizviuraye here?
Ugobvuma ndava guva uri mumwe wangu
Rudo haridi zvekumanikidza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ko chimbo cherudo mudiwa teerera
Pfumo pamwoyo pangu usandibairira
Hameno mhepo dzavo dzavanondisairira
Ndizvo zvavanogona zvaakangwarira
Inini ndiri Adam, iwewe Eva
Iwewe mai Mariah, inini Josefa
Teerera mudiwa wangu zvandichakuudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Unoda ndizviponde here?
Kuti ndikuratidze kuti uri mumwe wangu
Unoda ndizviuraye here?
Ugobvuma ndava guva uri mumwe wangu
Rudo haridi zvekumanikidza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Mwoyo wangu akautora ndobva wauviga
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Inini sekuona kwangu hazvisi zvega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Handikwanise mudiwa wangu kugara ndiri ndega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Ndinokuda mudiwa wangu zvimwe ona wega
(Asi chingozviziva uri mumwe wangu)
Unoda ndizviponde here?
Kuti ndikuratidze kuti uri mumwe wangu
Unoda ndizviuraye here?
Ugobvuma ndava guva uri mumwe wangu
Rudo haridi zvekumanikidza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu
Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza
Asi chingozviziva uri mumwe wangu