Lyrics

Koo nhai tsano, zvaunongonyemwerera wakabata runhare kwakanaka here? Shamwari ndikufonera gero rangu (gero? Rimborikupiko?) Riri kumusha uko shamwari izvezvi ririkutsvaga network mugomo inonetsa ka Inonetsa zvisingaite (hoo) inzwa, eh, eh, yaa yaita, yaita, yaita Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) Hello, (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) Hello, baby, hold on (hello) Ndikawana mari ndinouya neChitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) Hello, mari yapera mu-phone Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) Baby ndakatenga fon inotora mufananidzo yakanditarisa, hanzi inonzi Selfie Usauye nehembe dzakaunyana, kumbira iron, unopihwa nasekuru Elvis Ndaka-sign kuDanger Zone, ndakawana basa, vakunditi ndini HKD Boss Asi basa randaka-signer rine vavengi vakawanda, ndichariita by force Nyarara baby usacheme Kana ini ndiripo unonetswa nei? Vanotaura makuhwa usavateerere Rarira bhero rerudo, ngende-ngende Hello (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (ahh) Hello, baby, hold on (hello) Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) Hello, mari yapera mu-phone Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) Fanondibikirawo sadza remhunga Baby wangu ndakusuwa, ah ndirikukufunga, baby wangu ndakusuwa Rega ndivare mazuva acho awanda Mari yrekuti uiswe perm ndakatsvaga Ndoda kuzotenga muchovha kana ndashanda Rega ndiuye kumba ndikuudze zvakawanda Nyarara baby usacheme Kana ini ndiripo unonetswa nei? Vanotaura makuhwa usavateerere Rarira bhero rerudo, ngende-ngende Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) Hello, baby, hold on (hello) Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) Hello, mari yapera mu-phone Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) Hello Ndini (ahh) Hello (Ahh)
Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out