album cover
Nhaka
album cover
00:00
01:55
02:05
02:30
04:15
04:30
04:35
05:00
06:40
00:00
07:00
Past 7 Days
Nhaka was discovered most frequently at around 2 minutes and 5 seconds into the song during the past week

Music Video

Music Video

Lyrics

Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Muberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamubereka
Nyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vake
Iye hangagadzire nhaka yamapwere zvino
SaJobho wakagadzire nhaka yavana vake
Jobho wakagadzire nhaka yavana vake
Wakaumba nhaka yavana gumi
Vakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavo
Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo
Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo izvi
Dhavhidhi wakagadzira nhaka kupa Soromoni
Iye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaShe
Woti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigona
Ndakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigona
Zvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera ava
Zvatinotadza vana vedu vachatiitira
Isu takawanirwa nhaka ino yeivhangeri
Takawaniswa nhaka yeshoko raShe
Nokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzano
Mbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengo
Nhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganiso
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Maberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamubereka
Nyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vake
Iye hangagadzire nhaka yamapwere zvino
SaJobho wakagadzire nhaka yavana vake
Jobho wakagadzire nhaka yavana vake
Wakaumba nhaka yavana gumi
Vakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavo
Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo
Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo izvi
Dhavhidhi wakagadzira nhaka kupa Soromoni
Iye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaShe
Woti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigona
Ndakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigona
Zvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera ava
Zvatinotadza vana vedu vachatiitira
Isu takawanirwa nhaka ino yeivhangeri
Takawaniswa nhaka yeshoko raShe
Nokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzano
Mbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengo
Nhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganiso
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Ngatigadzire nhaka yevana vedu
Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Written by: Blessing Shumba
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...