album cover
Mutoro Warema
2,328
Worldwide
Mutoro Warema was released on August 4, 2017 by Jungle South as a part of the album Bvunza Tinzwe
album cover
Release DateAugust 4, 2017
LabelJungle South
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM71

Music Video

Music Video

Credits

Lyrics

(Viali) ah, ah, ah
Dai mandibata neruoko rwenyu
Ndigokwanisawo kuzoita zvakanaka Mambo
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana zvandiremera Mambo
Handidi kuzoponda munhu kuti ndirarame
Kana iri nzara, yakauraya vanganiko Mambo?
Ini handidi kutadzira Ishe
Ndinoda simba ndigoshandawo
Mogondipa njere dzinovakawo
Inini chakanaka ndigobatawo
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Inini handidi kuvengwa nevanhu
Kutobudirira nemisodzi yevamwe
Inini chandinoda kuzodiwawo
Ini handidi kutadzira ishe
Ndinoda moyo unerudo kuti ndizovadawo
Kuti chandichabata ndigovapawo
Mondipa ruzivo ndigofundisawo
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana zvandiremera Mambo
Handidi kuzoponda munhu kuti ndirarame
Kana iri nzara, yakauraya vanganiko, Mambo?
Ini handidi kutadzira Ishe
Ndinoda simba ndigoshandawo
Mogondipa njere dzinovakawo
Inini chakanaka ndigobatawo
Ini handidi kutadzira ishe
Ndinoda moyo unerudo kuti ndizovadawo
Kuti chandichabata ndigovapawo
Mondipa ruzivo ndigofundisawo
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Kutadzira Mwari chatova chitema
Saka ndinzweiwo mambo ndigonesei
Ini handidi kutadzira ishe
Kana mutoro warema
Mutoro warema
Mutoro warema
Ini handidi kutadzira Ishe
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...