album cover
Zororo
926
World
Zororo was released on October 5, 2018 by Hot Property Entertainment, under exclusive license to Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Zororo - Single
album cover
Release DateOctober 5, 2018
LabelHot Property Entertainment, under exclusive license to Jungle Entertainment Ventures
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Credits

Lyrics

Killer T
Ayanaya for real
Mukuru, mukuru, mukuru
Vana mbuya ndovakachengeta
Ndovakabereka
Ndovakayarutsa
Ndovakachengeta
Vanoda zororo muupenyu
Zororo zororo muupenyu, zororo
Vanoda zororo muupenyu, zororo
Zororo muupenyu, zororo
Zvino waramba kutumwa navo
Apa ndivo vakachengeta
Zvino waramba kufamba navo
Apa ndivo vakayarutsa
Nekuti dzimwe nguva vanoda kupembedzwa
Kana vakachema vanoda kunyaradzwa
Ndaiona vachishanda nebadza
Kana ndikachema vaindinyararadza
Vanoda zororo muupenyu
Zororo zororo muupenyu, zororo
Vanoda zororo muupenyu, zororo
Zororo muupenyu, zororo
Zvino vari kufamba nendima
Ndakati kana yave zhizha tinorima
Vabatidza zimoto mucherima
Vakati tenge tichiona kwamunoenda
Zvino manje hapana nguva yekutamba nayo
Kokudai zvaibvira ndambofamba navo
Misodzi pamatama ndaimbochema navo
Kokuudai zvaibvira ndambofara navo
Vanoda zororo muupenyu
Zororo zororo muupenyu, zororo
Vanoda zororo muupenyu, zororo
Zororo muupenyu, zororo
Zvino waramba kutumwa navo
Apa ndivo vakachengeta
Zvino waramba kufamba navo
Apa ndivo vakayarutsa
Nekuti dzimwe nguva vanoda kupembedzwa
Kana vakachema vanoda kunyaradzwa
Ndaiona vachishanda nebadza
Kana ndikachema vaindinyararadza
Vanoda zororo muupenyu
Zororo zororo muupenyu, zororo
Vanoda zororo muupenyu, zororo
Zororo muupenyu, zororo
Zororo
Zororo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...