album cover
Naye
5,367
Music
Naye was released on December 31, 2019 by Vigilance Music as a part of the album Njema
album cover
AlbumNjema
Release DateDecember 31, 2019
LabelVigilance Music
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM199

Music Video

Music Video

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tawanda Sibotshiwe
Tawanda Sibotshiwe
Songwriter
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Lyrics

Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Chauya futi
Chadzoka futi
Gafa zvekare
Chinonzi rega ndechiri muruoko (ndechiri muruoko, Jusa)
Kwete chiri mumoyo (chiri mumoyo)
Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenama
Ini handidi naye (naye)
Vari kuda kundiudzira
Dai mambomira kundi chuzira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukushidzira
Shamwari changu chihachi (horse)
Ndakabvisira ndakapfeka bhachi (knot)
Yamunopembedza muchiti ihot
Ikauya kudumba kwangu inought
Saka ndaka taya knot
Vamwe voti ndakamhanya sema tyre 40
Rudo ruri kupisa kunge fire boat
Handicheuke shure semukadzi wa Lot
Oskid
Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenama
Ini handidi naye (naye)
Vari kuda kundiudzira
Dai mamboira kundi chuzira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukushidzira
Ndichange naye kusvika muguva
SaDhewa kupinda mumvura
Ndichakuchengeta pachipfuva
Ngatikoshese ino nguva
Ndiri happy naye
Musandipe zvandisingade
Moyo wangu wakaperera ipapo
Zvinotanga zvonoperera ipapo
Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenama
Ini handidi naye (naye)
Vari kuda kundiudzira
Dai mamboira kundi chuzira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukushidzira
Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenama
Ini handidi naye (naye)
Vari kuda kundiudzira
Dai mamboira kundi chuzira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukushidzira
Written by: Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...