album cover
One One
3,040
Hip-Hop/Rap
One One was released on February 21, 2019 by Limited Selection as a part of the album One One - Single
album cover
Release DateFebruary 21, 2019
LabelLimited Selection
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM101

Credits

Lyrics

Symplex Music (vanonditi Kikky) yo Symplex wagwan
Kutasva ngoma semurikiriki (yo Marcus) Badass
Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last
Chibata chest, udzikamise hana usabate mu-waist
Nanhasi newe handina trust unofoira test
Hauidi kudzikama kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama?
Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama
Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Uda kudya, uda kumama
Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira
Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani
Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee
Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee
Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last
Chibata chest, udzikamise hana usabate muwaist
Nanhasi newe handina trust unofoira test
Hauidi kudzikama, kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama?
Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama
Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Uda kudya, uda kumama
Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira
Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani
Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee
Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee
Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
One, one, one, one, one, one
Ita mbijana-mbijana uri munhu one
Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
Written by: ZIMDANCEHALL WORLD WIDE
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...