Lyrics

Ndakaenda kunaThird Street muAvenues Ndika ona hure Apfeka twumini akati Zvakwana saka handina basa Ndipo sadza ndine nzara Ndakaenda kunaThird Street muAvenues Ndika onahure Mahure hure hure hure Hure Akati Ndezvipi zvimwe zvekuita Handizive kwandiri kuenda Ndezvipi zvimwe zvekuita Handizive kwandiri kuenda Zviri kundiuraya Zvaka pusa Hazvina kunaka kudaro Zvaka pusa Ndakati Simuka Simuka Simuka mira uruwe Simuka Simuka Simuka mira uruwe Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Pese pandinodyira mutown Ndino onamahure Hure Mahure Mahure Hure Hure Zvino shungurudza nokuti Havana mukana Hure Mahure Mahure Hure Hure Hure Mahure Mahure Hure Hure Simuka Simuka Handei Simuka Simuka Simuka uzvimirire Simuka Simuka Simuka uzvimirire Ndakaenda kunaThird Street muAvenues Ndika onahure Hure Mahure Mahure Hure Hure Simuka Simuka Simuka mira uruwe Simuka Simuka Simuka mira uruwe Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja Kana pasina shanduko Hazvimbo chinja
Writer(s): Christopher Van Der Walt Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out