album cover
Intro
album cover
Intro was released on July 18, 2020 by Growth Point Records as a part of the album Written Recordz
July 18, 2020
LabelGrowth Point Records
LanguageEnglish
BPM95
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Yeah yeah yeah yeah
Yeah yeah yeah yeah
Huya tifare
Huya tifare
Ini ndatofunga kuti ndimbokurovera
Kukuroverai
Kukuroverai ngoma
Freestyle
Freestyle
Yeah yeah
Ndakachilla padenhi
Easy hapana stress
Ndakachilla zvangu
Ndambofunga kuti ndirovere vanhu mangoma
Mangoma
1 time 2 time
Kusvika zvinhu zvanaka
Zvinhu zvanaka
Ingawani ndakaimbawo musimboti
Wemimhanzi
Unotapira kunge tsvigiri
Unotapira kunge tsvigiri
Jamba ngoma
Jamba ngomha
Jamba ngomha
Unakirwe
Jovha George
Jovha George
Ndati mira unzwe
Big up to Midlands
Big up to South Coast
Big up to Zimbabwe
Kusvika Mbare
Kusvika ikoku Bulawayo
Imo muLuveve
Mangoma vanongotamba ndochi
Hapana kumira Hapana stress
Vamwe Vanongomwa madrink
Vamwe vakanzi naKiller T vanoda bonza
But isusu toramba tichitamba
Kusvika vanoda kuhater vamwayiwa roga
Roga
Saka ndati ka ichi chi frestyle
Kumborova maCoolvha
Ndakachilla padenhi
Don't worry
Hupenyu huri kufaya
Kana vanhu vachisenza
Kusvika zvanaka Iwe kani ngatisense
Tigadzire Mari kuti isu tiriritire mhuri
Big up kune vese vanoda dauka madance
Ngatirove ngoma kusvika zvaita nice
Iwe pangoma zvedu takachilla
Mabhebhi azere ari kuita zvavanoita
Kugadzira musha kuti zvigonaka
Yeah, Yeah
Yea, Yeah
Ndati ndimborove ngoma
Freestyle just a freestyle
Yeah kutika kutika zvinake
Oh yeah
Written by: Alistair Chiyedza Takudzwa Mapunzwana
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...