album cover
Not Nice
album cover
Not Nice was released on October 21, 2015 by Vigilance Music as a part of the album Gafa Life Kickstape
October 21, 2015
LabelVigilance Music
BPM156
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

(I'm not nice)
(KeNako Music)
(I'm, I'm not nice)
Gafa kusvika ndafa
Oskid
Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
Inzwa maungira
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe
Hona chingoma chacho zvachaita vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
Inzwa mapunchline
Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
Haikona mhani
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe
Ndakasiya zvemabeef, saka haikona kunonditsvaga kuNyamachoma
Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer
Pachigaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man ati ndamuShona
Kunge teacher varikumaka Shona, vonditi wagona (wagona)
Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
Inzwa maungira
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe
Hona chingoma chacho zvachaita, vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
Inzwa mapunchline
Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
Haikona mhani
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe
Written by: Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...