album cover
album cover
Tichatevera was released on January 1, 2007 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album The Very Best Of
January 1, 2007
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM109
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya, halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya, halelluya
Vakafa vese musavachema
Nokuti nesu tichatevera
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Vakafa vese musavachema
Nokuti nesu tichatevera
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Halelluya, heyaa
Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya, halelluya
Hoha, heyaa
Hoha, halelluya
Halelluya, halelluya, nokuti tichatevera
Dai kwaive kusiri kufa Mambo
Magamba enyika tingadai tinawo
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Dai kwaive kusiri kufa Mambo
Vadzidzisi vose tingadai tinawo
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Halelluya, heyaa
Halelluya, halelluya
Halelluya, halelluya, halelluya, heyaha
Hoha, heyaa
Hoha, heya, heya, ha
Halelluya, halelluya, halelluya
Panoda kuyeukwa chete
Vakafa vose musavachema
Nokuti nesu tichatevera
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Heha, halelluya
Heha, halelluya
Halelluya, halelluya, nokuti tichatevera
Heha, heyaa
Heha, halelluya
Halelluya, halelluya, nokuti tichatevera
Dai kwaive kusiri kufa Mambo
Vabereki vedu tingadai tinawo
Musacheme, musacheme, nokuti tichatevera
Halelluya, hale-
Written by: Machanic Manyeruke
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...