album cover
album cover
Pane Asipo was released on January 1, 2008 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album Survival
January 1, 2008
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Gungano ramaita iri, pane vamwe vasipo
Mabiko ataita aya, pane vamwe vasipo
Kuguta kwataita uku, pane vamwe vasina
Gungano ramaita iri, pane vamwe vasipo
Mabiko ataita aya, pane vamwe vasipo
Kuguta kwataita uku, pane vamwe vasina
Tatadza kukanganwa isu, kukanganwa takoniwa
Tatadza kukanganwa isu, kukanganwa takoniwa
Jojo akasarako kusango
Molly akasara ikoko
Love akasarako kuhondo
Jona akasara ikoko
Mweya wadzungaira mweya
Mweya wadzungaira
Mweya wadzungaira mweya
Mweya wadzungaira
Mavaudza mai vake here
Kuti mwana wenyu akashaya ikoko
Akafira kusango kure
Nyika dzisina naniko
Mavaudza mai vake here
Kuti mwana wenyu akashaya ikoko
Akafira kusango kure
Nyika dzisina naniko
Makumbira kudzinza rake here
Kuti tambirai mwana uyu kani
Mupei pekugara azorore
Igamba rehondo
Makumbira kudzinza rake here
Kuti tambirai mwana uyu kani
Mupei pekugara azorore
Igamba rehondo
Mweya wadzungaira mweya
Mweya wadzungaira
Mweya wadzungaira mweya
Mweya wadzungaira
Makumbira kudzinza rake here
Kuti tambirai mwana uyu kani
Mupei pekugara azorore
Igamba rehondo
Mavaudza mai vake here
Kuti mwana wenyu akashaya ikoko
Akafira kusango kure
Nyika dzisina naniko
Makumbira kudzinza rake here
Kuti tambirai mwana uyu kani
Mupei pekugara azorore
Igamba rehondo
Mavaudza amai mavaudza
Mavaudza amai vake here?
Makumbira makumbira
Makumbira kudzinza rake here?
Mavaudza amai mavaudza
Mavaudza amai vake here?
Makumbira makumbira
Makumbira kudzinza rake here?
Mavaudza amai mavaudza
Mavaudza amai vake here?
Makumbira makumbira
Makumbira kudzinza rake here?
Mavaudza amai mavaudza
Mavaudza amai vake here?
Makumbira makumbira
Makumbira kudzinza rake here
Written by: Allan Chimbetu, Simon Chimbetu
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...