album cover
Zimbabwe
3,466
African
Zimbabwe was released on January 1, 2002 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album Dhewa's Love Songs
album cover
Release DateJanuary 1, 2002
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM119

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Tongai Moyo & Utakataka Express
Performer
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Composer

Lyrics

Ini ndinochema kwamuri nyika weduwe, ini ndinokumbira kwamuri weduwe
Ini ndinochema kwamuri vana mai, ini ndinokumbira kwamuri vana baba
Tikabatana nyika inokura iyi, tikawirirana chete nyika inofamba iyi
Tikave netsitsi nyika inokura iyi, tikave nerudo nyika inofamba iyi
Tikave nemunyararo nyika inofara iyi
Hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
Hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
Tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inofamba iyi
Hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
Hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
Tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inopfuma iyi
Hatidi kushorana, hatidi kutukana, hatidi kupondana, hatidi kuvengana
Hazvine mhaka iwe uri muShona, hazvina mhosva ini ndiri muNdebele
Hazvine mhaka iwe uri Mupfumi, hazvina mhosva ini ndiri muMurombo
Hazvine mhaka iwe uneganda dema uro, hazvina mhosva uyo ane ganda jena
Hazvine mhaka iwe uriMambo, hazvina mhosva ini ndiri muranda wako
Chikuru chacho, tiri vedunhu rimwe
Chikuru chacho, tiri venyika imwe

Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...