album cover
Ndiwe
6
R&B/Soul
Ndiwe was released on February 12, 2021 by 2813931 Records DK as a part of the album Ndiwe - Single
album cover
Release DateFebruary 12, 2021
Label2813931 Records DK
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM87

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Petros Zimuto
Petros Zimuto
Songwriter

Lyrics

Nezuro ndaitsvaga Rudo
Nhasi ndaruwana mauri
Ramangwana rangu rajeka
Ngatifare iwe neni
Tisaparadzane mu hupenyu
Ndokuvimbisa kuvawako
Ndokuvimbisa mufaro
Ini nemoyo wangu
Taita chitsidzo
Tichada iwe chete forever more
Tichada iwe chete forever more
Ndiwe Ndiwe mudiwa wangu
Ndiwe ndiwe Mufaro wangu
Ndiwe wondizadzisa
Ndichada iwe chete forever more
Ndichada iwe chete forever more
Nhliziyo yami ishaya kancane Mandikubona umoyizela Mntanomuntu
Kuthi mand'sondele eduze
Ndik'bambe ngesandla Ndik'nikezuthando
Nhliziyo yami ishaya kancane Mandikubona umoyizela Mntanomuntu
Kuthi mand'sondele eduze
Ndik'bambe ngesandla ndik'bonise Uthando
UThand' olujulile
Olubanzi ngangolwandle
Bengifis'ukuba ngowakho
Kuze kuzekube nini
UThand' olujulile
Olubanzi ngangolwandle
Ngifis'ukuba nawe
Kuze kube nini
Ndiwe ndiwe mudiwa wangu
Ndiwe ndiwe Mufaro wangu
Ndiwe wondizadzisa
Ndichada iwe chete forever more
Ndiwe ndiwe mudiwa wangu
Ndiwe ndiwe Mufaro wangu
Ndiwe wandizadzisa
Ndichada iwe chete forever more
Ndichada iwe chete forever more
Ngihambile ilizwe lonke
Ngiding'ofana nawe
Kodwa akekho
Ngithi akekho
Ohhh nguwe nguwe nguwe nguwe
Forever more forever more
Forever more forever more
Forever more forever more
Wandizadzisa
Forever more forever more
Forever more forever more
Forever more forever more
Wandizadzisa
Forever forever forever
Forever forever forever
Forever forever forever
Wandizadzisa
Forever forever forever
Forever forever forever
Forever forever forever
Wandizadzisa
Ndiwe ndiwe mudiwa wangu
Ndiwe ndiwe Mufaro wangu
Ndiwe wandizadzisa
Ndichada iwe chete forever more
Ndichada iwe chete forever more
Written by: Petros Zimuto
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...