Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Glen View SDA Group
Glen View SDA Group
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Peter Muparusta
Peter Muparusta
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Peter Muparusta
Peter Muparusta
Producer

Lyrics

8Riripo zuva randichasiya nyika ino
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Riripo zuva randichasiya nyika ino
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi)
Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba

Kana ini ndarwara
Ndashayiwa mubatsiri
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Hama dzangu dzatiza
Ini ndasara ndega
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi)
Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Kana mazuva aperawo
Andakatarirwa panyika

Nyika yandiremera
Fambai neni Baba
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Nhamo nematambudzo
Zvese zvakandikomba
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi)
Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Ndoshuwa uya musha
Usina kuchema
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Baba ndipeyi simba
Ndigone kukurira
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi)
Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba
Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Kana ndasvika parwizi
Pazambuko rinonzi rufu

Written by: Peter Muparusta
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...