album cover
Funga Kaviri
2,591
World
Funga Kaviri was released on January 1, 2007 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album Pinda Panyanga
album cover
Release DateJanuary 1, 2007
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM126

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Vocals
Utakataka Express
Utakataka Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Composer

Lyrics

Tirikupurudza kupururudzira muroora awuya pamwe tiri kupururudzira, (nhamooo iyooo)
Tiri kupemberera-kupemberera mvura yanaya pamwe tiri kupemberera, (mheni ichatiparadza iyooo)
Uri kupemberera-kupemberera wadiwa neshoroma, pamwe uchaona, (ane zvikwambo uyooo)
Maoko edu hama-wee, anobata twakawanda wanda, maoko edu hama-wee, anobata twakawanda wanda
IPfungwa dzedu hama-we, dzinofunga zvakawanda wanda, ipfungwa dzedu hama-we, dzinofunga zvakawanda wanda
Maziso edu hama-we anoona twakawanda wanda, maziso edu hama-we anoona twakawanda wanda
Apa zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
Apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
Apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
Maoko edu hama-wee, anobata twakawanda wanda
IPfungwa dzedu hama-we, dzinofunga zvakawanda wanda
Maziso edu hama-we anoona twakawanda wanda
Eh Shiga Shiga Pinda Panyanga, Pinda Panyanga
Show dem you are number one
Toleka
Eh kasamoto system, kasamoto system
He is Mopao Mokonzi, Murozvi Mukuru, Muridzi Wenyaya, Tongai Moyo naUtakataka Express vakomana vemucheno, hehehe
Chris Musabayana, Panganayi Hare Bulawayo, Chipaz Chipaz, hehehe, Madana so, MC Panda, Zvendema, Kayembe, Kwamusongo
Eeeeee yeee, Eeeeee yeee
Ahmusembele, sembele (vanaZimbabwe)
Ahmusembele, sembele (Namibia ehe)
Eh wahwanda mumunda wenzungu wafungdzira kuti ndakutione
Simuka takuona, Shiga show dem
Isu tatuwuuya, (hee)
Nyaya yaDhewa, (hee)
Mopao Mokonzi, (hee)
Murozvi Mukuru, (hee)
Woahhhh
Eh Mwari hanamate, manje akanamata, achatamata ani?
Toleka
Hehehe
Parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Nekuti zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
Apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
Apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
Maoko edu hama-wee, anobata twakawanda wanda, maoko edu hama-wee, anobata twakawanda wanda
IPfungwa dzedu hama-we, dzinofunga twakawanda wanda
Maziso edu hama-we anoona twakawanda wanda
Parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete-oh
Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...