Lyrics

Wagwizi Ah ha-ha Ayo Lizer Baba Vakarovera kumaruva Mama Ndokuchonera marimuka Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa Shoko rimwero randoshuva ripinde munzeve Dzenyu Ndopunyaira ndotsumwaira Ndanga ndiri parukunguhwe Nemusumbu wenzimbe Nekatsapo kangu kematohwe Ndakamirira shungu we Ndanga ndiri parukunguhwe Nemusumbu wenzimbe Nekatsapo kangu kematohwe Ndakamirira shungu we Rudo rwamai Ndorwuonera kumaroto Rudo rwamai Inga rwakakurisa kudarika muganhu Rudo rwamai Ndorwuonera kumaroto Rudo rwamai Inga rwakakurisa kudarika muganhu Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa Kana tsamba zvayo Kuti gwendo gwangu gwagugwa Ndichauya mangwana Ini rindire guyo sembwa Makanoita chichoni kachana Mukuwomoka Mukurota Ndichishuvira kuwona minana Ini rindire guyo sembwa Makanoita chichoni Ndanga ndiri parukunguhwe Nemusumbu wenzimbe Nekatsapo kangu kematohwe Ndakamirira shungu we Ndanga ndiri parukunguhwe Nemusumbu wenzimbe Nekatsapo kangu kematohwe Ndakamirira shungu we Rudo rwamai Ndorwuonera kumaroto Rudo rwamai Inga rwakakurisa kudarika muganhu Rudo rwamai Ndorwuonera kumaroto Rudo rwamai Inga rwakakurisa kudarika muganhu Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa Hupenyu hwacho hwakasara hwaita manyama amire nerongo Ohh mama Makandisiya ndichiyamwa
Writer(s): Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out