album cover
Mudhipisi
1,005
Hip-Hop/Rap
Mudhipisi was released on August 10, 2021 by Trapsu as a part of the album Sungura Museve
album cover
Release DateAugust 10, 2021
LabelTrapsu
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tanto Wavie
Tanto Wavie
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Shingirai Filbert Makaza
Shingirai Filbert Makaza
Songwriter

Lyrics

Chibeat chaTanto
Tanto wavie
Urimuduku zve iwe
Tinokuregerera nokuti uriwedu zve iwe
Asi siya kahunhu kako kekudhipisa
Nekuti izuva hwani ratichazokukinditsa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Kuda kunzi anoziva
Vamwe vese vakadzima
Pavanhu anoda kunzi akapenga akanyanya uyo
Ah achatamba ega hatitambe naye
Tomusiya arikwake ega achipengereka
Energy yake inoperera mukungotaura
Kuzviita aribusy, anodhuura
Kutodada kuita seanotsenga mvura
Vanhu vakadai nguva yehondo ndivo vaigurwa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Mupfungwa dzake anongofunga zvakashata
Tiripakufara iye anongogaya zvakashata
Anoda sando apedza kudhipisa
Hanzi mukoma Tanto dai mandisimbisa
Kuda kuisa madoubts
Kuda kuvhiringa round
Kuda kunditenderedza musoro
Kuzama kuvhiringa sound
Unomuona achilinka nevakakumaka
Mudhipisi uyuyu haana basa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu ahumbomunzwisisa
Iwe Tanto usaisa gitare rako pose-pose
Written by: Shingirai Filbert Makaza
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...