album cover
Usipo
1,939
Reggae
Usipo was released on September 6, 2021 by Hot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Inzwai Kuchemawo Mambo
album cover
Release DateSeptember 6, 2021
LabelHot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Killer T
Killer T
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Kelvin Kusikwenyu
Kelvin Kusikwenyu
Composer, Lyrics
PRODUCTION & ENGINEERING
Cymplex
Cymplex
Producer, Mixing Engineer

Lyrics

Simplex
Chairman
Mukurukuru, yanaya for
Ndanzwa moyo wangu
Uchibatikana pandakushaya mudiwa
Ndionozokusuwa mudiwa
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Babe wangu, ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Ndakatodyara moyo pauri ndiwe mavhu
Handichamboda kutamba nemoyo mudiwa ndabvuma
Ndichakuda mudiwa kusvika wati ndabvuma
Handichamboda kutamba nemoyo mudiwa kunge nhabvu
Wandipa rudo rwunodzika kubva kuma kore
Kudanana newe mudiwa hazvisi nyore
Kusiyana newe mudiwa wangu handibvume
Ndichakupa rudo mudiwa rwusingagume
Kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Babe wangu, ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Wakato sima midzi mumoyo mangu
Ndiwe wakabata moyo wangu
Rega ndikuudze shoko mumwe wangu
Watova chishamiso mumiri wangu
Rega ndibatisise midzimu haipe kaviri
Hapana kwauchaenda mudiwa uchiisa ini
Ndanzwa moyo wangu
Uchibatikana pandakushaya mudiwa
Ndionozokusuwa mudiwa
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Babe wangu, ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Handingagoni kurarama iwewe usipo
Handingagoni kurarama iwewe waenda
Babe wangu, ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura (Simplex Music) ha ha ha
Ndini ndichabaiwa
Ndini ndichashaiwa
Ndini ndichatambura, ha ha ha
Written by: Kelvin Kusikwenyu
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...