Lyrics

Robbery Robbery Robbery Cymplex Music Robbery robbery Five Star Gallis Nekuda kwako ndaita robbery Nyangwe ndiiswe mutirongo Kamudiro kandinokuita sandi kePondo Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo Sezvakaitwa paMoney Heist na Tokyo Robbery robbery robbery Ngavandikande zvavo mutirongo Ndoita robbery As long money ndoda nyangwe zvima jewellery Nekuda kwerudo ndachinja kuita criminari Zvichaitika tongosiya judiciary Ndoponjesa kana truck reku bakery Ndotora masinhi as long achindipa mari Zvemhosva tozoona ndambokupa speshari You look so ravishing chimbovhura dictionary Nekuda kwako ndaimerera kubva kare Wangosvika padhuze ndaingonzwa shivery Zvainzi haude vemagitare Uri extraordinary kwete ordinary (Ordinary) Ndaita robbery Nyangwe ndiiswe mutirongo Kamudiro kandinokuita sandi kePondo Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo Sezvakaitwa paMoney Heist naTokyo Robbery robbery robbery Ngavandikande zvavo mutirongo Uchandiwana ndandakandwa musero Uchandiwana ndamusero Nekuda kwerudo ndasvika pakuiswa mujeri (Pakukandwa mujeri) Kana vakati mwedzi twelve kumusana saMarcelo (Kumusana saMarcelo) Asi ndichingobuda rimwe dhiri ndobhogedza sa Augero (SaSergio Aguero) Like Titanic this ship is not gonna sink Nekuda kwerudo ndapikira kuva bhandiiti Ndichingobuda panze ndichakupfekedza ring Zvakuda kushinga handizive ndichabuda rinhi Nekuda kwako ndaita robbery Nyangwe ndiiswe mutirongo Kamudiro kandinokuita sandi kePondo Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo Sezvakaitwa paMoney Heist naTokyo Robbery robbery robbery Ngavandikande zvavo mutirongo Ndaita robbery As long money ndoda nyangwe zvima jewellery Nekuda kwerudo ndachinja kuita criminari Zvichaitika tongosiya judiciary Ndoponjesa kana truck reku bakery Ndotora masinhi as long achindipa mari Zvemhosva tozoona ndambokupa speshari You look so ravishing chimbovhura dictionary Nekuda kwako ndaimerera kubva kare Wangosvika padhuze ndaingonzwa shivery Zvainzi haude vemagitare Uri extraordinary kwete ordinary (Ordinary) Ndaita robbery Nyangwe ndiiswe mutirongo Kamudiro kandinokuita sandi kePondo Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo Sezvakaitwa paMoney heist naTokyo Robbery robbery robbery Ngavandikande zvavo mutirongo
Writer(s): Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out