album cover
Maroja
album cover
Maroja was released on February 10, 2022 by Diamond Studios as a part of the album Gudo Muriwo
February 10, 2022
LabelDiamond Studios
LanguageEnglish
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Mugere seiko maroja inini kwangu ndapfidza?

Kungoti kushaikwa kwemari
Dai yainhongwa ndaitenga yangu imbazve

Varume nditenge twunonaka twekuti ndidye nemhuri yangu
Hungungu-uuu rent inokwidzwazve
Varume ndipinde muchimbuzi vanogogodza, "Haikona kusiya wamesa"
Murume mukuru akaita seni kuitwa sepwere

Ndoda ukarojera rovha maihwe ingwavarira rent inobvunzwa pakati pemwedzi
Varume nditenge ma-tissue anotorwa oiswa muimba yemukati
Ukaabvunza haurare husiku hwese uchirohwa nezvidhoma
Zvichikonzerwa nemadzitateguru airamba kutenga dzimba muno mudhorobha
Vachinyepera kungwara vachiti hatingaite misha miviri
Vachienda kumusha Chishanu chega chega nemabhasikoro
Nhasi uno vana vavo tiri kuroja

Vachinyepera kungwara vachiti hatingaite misha miviri mufunge
Vachiti dzimba dzakanaka ndedzemaAlien

Ngatishandei tisiye nhaka kuvana vedu vatiri kubara semakonzo ivava

Ngatishandei tisiye nhaka kuvana vedu vatiri kubara gore mwana, gore mwana

Ingwavarira, ingwavarira hupenyu hwekuroja maihwe
Ingwavarira, ingwavarira hupenyu hwekuroja maihwe
Ingwavarira, ingwavarira hupenyu hwekuroja maihwe
Zvichikonzerwa nemadzitateguru airamba kutenga dzimba muno mudhorobha
Vachinyepera kungwara vachiti hatingaite misha miviri
Vachienda kumusha Chishanu chega chega nemabhasikoro
Nhasi uno vana vavo tiri kuroja
Hehehehe
Written by: Mark Ngwazi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...